Dhanieri 2:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+ Dhanieri 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+ Mateu 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Umambo hwenyu+ ngahuuye. Kuda kwenyu+ ngakuitwe panyika,+ sezvakunoitwa kudenga.
44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+
14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+