2 VaKorinde 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Tarirai! Iyi inguva yechitatu+ yandagadzirira kuuya kwamuri, asi handizokuremedzei. Nokuti handisi kutsvaka zvinhu zvenyu,+ asi imi; nokuti vana+ havafaniri kuchengetera vabereki vavo pfuma, asi vabereki ndivo vanofanira kuchengetera vana vavo.+
14 Tarirai! Iyi inguva yechitatu+ yandagadzirira kuuya kwamuri, asi handizokuremedzei. Nokuti handisi kutsvaka zvinhu zvenyu,+ asi imi; nokuti vana+ havafaniri kuchengetera vabereki vavo pfuma, asi vabereki ndivo vanofanira kuchengetera vana vavo.+