Dheuteronomi 29:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo chengetai mashoko esungano iyi muaite, kuti muite kuti zvinhu zvose zvamuchaita zvibudirire.+ Pisarema 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Asi anofarira mutemo waJehovha,+Anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi masikati nousiku.+ Pisarema 112:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 112 Rumbidzai Jah!+א [ʼAʹleph]*Anofara munhu anotya Jehovha,+ב [Behth]Akafarira+ kwazvo mirayiro+ yake. Pisarema 119:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vanofara vaya vanochengeta zviyeuchidzo zvake;+Vanoramba vachimutsvaka nomwoyo wose.+ Isaya 56:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Anofara munhuwo zvake anoita izvi,+ uye mwanakomana wevanhu anozvibatisisa,+ achichengeta sabata kuti arege kurisvibisa,+ uye achidzora ruoko rwake kuti arege kuita zvinhu zvose zvakaipa.+ Mateu 7:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Haasi munhu wose anoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe,’ achapinda muumambo hwokumatenga, asi uya anoita+ kuda kwaBaba vangu vari kumatenga.+ Jakobho 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi iye anonyatsotarira mumutemo wakakwana+ worusununguko uye anorambira mauri, munhu iyeye achafara+ paanouita, nokuti haana kuva munzwi anokanganwa, asi muiti webasa.+
9 Naizvozvo chengetai mashoko esungano iyi muaite, kuti muite kuti zvinhu zvose zvamuchaita zvibudirire.+
112 Rumbidzai Jah!+א [ʼAʹleph]*Anofara munhu anotya Jehovha,+ב [Behth]Akafarira+ kwazvo mirayiro+ yake.
2 Anofara munhuwo zvake anoita izvi,+ uye mwanakomana wevanhu anozvibatisisa,+ achichengeta sabata kuti arege kurisvibisa,+ uye achidzora ruoko rwake kuti arege kuita zvinhu zvose zvakaipa.+
21 “Haasi munhu wose anoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe,’ achapinda muumambo hwokumatenga, asi uya anoita+ kuda kwaBaba vangu vari kumatenga.+
25 Asi iye anonyatsotarira mumutemo wakakwana+ worusununguko uye anorambira mauri, munhu iyeye achafara+ paanouita, nokuti haana kuva munzwi anokanganwa, asi muiti webasa.+