RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 12:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri, Zvivi zvemarudzi ose nokumhura zvichakanganwirwa vanhu, asi kumhura mudzimu hakuzokanganwirwi.+

  • Mako 3:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Zvisinei, munhu wose anomhura mudzimu mutsvene haakanganwirwi nokusingaperi, asi ane mhosva yechivi chisingaperi.”+

  • 1 Johani 5:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Kana munhu akaona hama yake ichiita chivi chisingakonzeri rufu,+ iye achamunyengeterera, uye Mwari achamupa upenyu,+ chokwadi, achahupa vaya vasingatadzi zvokuti vanozviunzira rufu.+ Kune chivi chinounza rufu. Handimuudzi kuti akumbire pamusoro pechivi ichocho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe