RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 39:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Chokwadi munhu anofamba-famba somumvuri.+

      Chokwadi vanoita mheremhere pasina.+

      Mumwe anounganidza zvinhu uye haazivi kuti ndiani achazozvitora.+

  • Pisarema 52:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Tarirai, uyu ndiye murume asingaiti kuti Mwari ave nhare yake,+

      Asi anovimba nokuwanda kwepfuma yake,+

      Anovanda munhamo dzinoitwa naye.+

  • Jeremiya 17:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Munhu anowana pfuma, asi asingaiti nokururama akaita sehwari inounganidza zvaisina kukandira.+ Pahafu yemazuva ake achaisiya,+ uye pakuguma kwake achava benzi.”+

  • Jakobho 4:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe