RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 6:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri: Regai kuzvidya mwoyo+ pamusoro pemweya yenyu pamusoro pechamuchadya kana chamuchanwa, kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ Mweya haurevi zvinopfuura zvokudya uye muviri kupfuura zvipfeko here?+

  • VaRoma 14:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti umambo hwaMwari+ hahurevi kudya nokunwa,+ asi hunoreva kururama+ norugare+ nomufaro+ nomudzimu mutsvene.

  • VaFiripi 4:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Musazvidya mwoyo pamusoro pechinhu chero chipi zvacho,+ asi muzvinhu zvose kukumbira kwenyu ngakuziviswe Mwari+ nokunyengetera nokuteterera+ pamwe chete nokuonga;

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe