Johani 12:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi, akaenda, akanovavanda. VaEfeso 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti maimbova rima,+ asi zvino mava chiedza+ munaShe. Rambai muchifamba sevana vechiedza, 1 VaTesaronika 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nokuti imi mose muri vanakomana vechiedza+ nevanakomana vemasikati.+ Isu hatisi vousiku kana verima.+
36 Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi, akaenda, akanovavanda.
5 nokuti imi mose muri vanakomana vechiedza+ nevanakomana vemasikati.+ Isu hatisi vousiku kana verima.+