RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 8:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “Jehovha akandisika kuti ndivepo sokutanga kwenzira yake,+ wokutanga-tanga pamabasa ake ekare kare.+

  • VaKorose 1:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Iye ndiye mufananidzo+ waMwari asingaoneki,+ dangwe+ rezvisikwa zvose;

  • Zvakazarurwa 3:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya,+ kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaura Ameni,+ chapupu+ chakatendeka+ nechechokwadi,+ wokutanga pane zvakasikwa naMwari,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe