Johani 12:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Uyewo, ndinoziva kuti murayiro wavo unoreva upenyu husingaperi.+ Naizvozvo zvinhu zvandinotaura, ndinozvitaura, sokuzviudzwa kwandakaitwa naBaba.”+ Zvakazarurwa 19:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 akanga akashonga nguo yokunze yakasaswa ropa,+ uye iye anonzi Shoko+ raMwari.
50 Uyewo, ndinoziva kuti murayiro wavo unoreva upenyu husingaperi.+ Naizvozvo zvinhu zvandinotaura, ndinozvitaura, sokuzviudzwa kwandakaitwa naBaba.”+