RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 26:61
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 61 zvikati: “Munhu uyu akati, ‘Ndinokwanisa kukoromora temberi yaMwari ndoivaka mumazuva matatu.’”+

  • Mateu 27:40
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 40 vachiti: “Haiwa iwe wokuda kuputsa temberi+ woivaka mumazuva matatu, zviponese! Kana uri mwanakomana waMwari, buruka padanda rokutambudzikira!”+

  • Mako 14:58
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 58 “Takamunzwa achiti, ‘Ndichakoromora temberi iyi yakaitwa nemaoko uye mumazuva matatu ndichavaka imwe isingaitwi nemaoko.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe