Johani 6:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo Jesu, achiziva kuti vakanga vava kuda kuuya kuzomubata kuti vamuite mambo, akabvazve,+ akaenda mugomo ari oga.
15 Naizvozvo Jesu, achiziva kuti vakanga vava kuda kuuya kuzomubata kuti vamuite mambo, akabvazve,+ akaenda mugomo ari oga.