RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 9:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Jesu, achiziva kufunga kwavo,+ akati: “Muri kufungirei zvinhu zvakaipa mumwoyo menyu?+

  • Mako 2:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Asi Jesu, achangobva kuziva nepfungwa dzake kuti vakanga vachifunga saizvozvo mumwoyo mavo, akati kwavari: “Muri kufungirei zvinhu izvi mumwoyo menyu?+

  • Johani 1:48
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 Natanaeri akati kwaari: “Imi munondiziva sei?” Achipindura, Jesu akati kwaari: “Firipi asati akushevedza, pawanga uri pasi pomuonde, ndakuona.”

  • Johani 6:64
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 64 Asi pane vamwe venyu vasingatendi.” Nokuti kubva pakutanga Jesu aiziva kuti ndivanaani vakanga vasingatendi uye kuti ndiani akanga achizomutengesa.+

  • Zvakazarurwa 2:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Ndichauraya vana vake nedenda rinouraya, zvokuti ungano dzose dzichaziva kuti ndini iye anoongorora itsvo nomwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nemabasa enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe