Johani 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti munhu wose anotenda maari ave noupenyu husingaperi.+ Johani 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Anonzwa shoko rangu akatenda iye akandituma, ane upenyu husingaperi,+ uye haatongwi asi apfuura achibva murufu achienda kuupenyu.+ 1 Petro 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 zvamunogamuchira mugumo wokutenda kwenyu, iko kuponeswa kwemweya yenyu.+ 1 Johani 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndinokunyorerai zvinhu izvi kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi,+ imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari.+
24 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Anonzwa shoko rangu akatenda iye akandituma, ane upenyu husingaperi,+ uye haatongwi asi apfuura achibva murufu achienda kuupenyu.+
13 Ndinokunyorerai zvinhu izvi kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi,+ imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari.+