RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 2:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Asi Jesu, achangobva kuziva nepfungwa dzake kuti vakanga vachifunga saizvozvo mumwoyo mavo, akati kwavari: “Muri kufungirei zvinhu izvi mumwoyo menyu?+

  • Johani 2:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Asi Jesu akanga asingavimbi+ navo nokuti aivaziva vose

  • Johani 2:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 uye nokuti akanga asina chikonzero chokuti ave nomumwe munhu anopupurira munhu, nokuti aiziva zvakanga zviri mumunhu.+

  • Johani 16:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Iye zvino tava kuziva kuti munoziva zvinhu zvose+ uye hapana chikonzero chokuti munhu akubvunzei.+ Nokuda kweizvi tinotenda kuti makabva kuna Mwari.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe