Johani 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nditendei kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni; kana mukasadaro, tendai nokuda kwemabasa oga.+ Mabasa 2:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wokuNazareta,+ munhu akaratidzwa pachena naMwari kwamuri nemabasa esimba+ nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achishandisa iye pakati penyu,+ sezvamunoziva imi, Mabasa 10:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+
11 Nditendei kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni; kana mukasadaro, tendai nokuda kwemabasa oga.+
22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wokuNazareta,+ munhu akaratidzwa pachena naMwari kwamuri nemabasa esimba+ nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achishandisa iye pakati penyu,+ sezvamunoziva imi,
38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+