Mabasa 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Chokwadi Dhavhidhi haana kukwira kumatenga,+ asi iye anoti, ‘Jehovha akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi,+ VaHebheru 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokudaro mudzimu mutsvene unoita kuti zvive pachena kuti nzira+ inopinda munzvimbo tsvene yakanga isati yaratidzwa pachena tende rokutanga parakanga richakamira.+
34 Chokwadi Dhavhidhi haana kukwira kumatenga,+ asi iye anoti, ‘Jehovha akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi,+
8 Nokudaro mudzimu mutsvene unoita kuti zvive pachena kuti nzira+ inopinda munzvimbo tsvene yakanga isati yaratidzwa pachena tende rokutanga parakanga richakamira.+