Mateu 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 vanhu vagere murima+ vakaona chiedza chikuru,+ uye vaya vagere munzvimbo yomumvuri worufu, chiedza+ chakavabudira.”+ Johani 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa. 1 Johani 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvakare, ndiri kukunyorerai murayiro mutsva, chinhu chechokwadi kwaari nokwamuri, nokuti rima+ riri kupfuura uye chiedza+ chechokwadi chava kutopenya.
16 vanhu vagere murima+ vakaona chiedza chikuru,+ uye vaya vagere munzvimbo yomumvuri worufu, chiedza+ chakavabudira.”+
19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa.
8 Zvakare, ndiri kukunyorerai murayiro mutsva, chinhu chechokwadi kwaari nokwamuri, nokuti rima+ riri kupfuura uye chiedza+ chechokwadi chava kutopenya.