RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvino Jehovha Mudzimu;+ uye pane mudzimu+ waJehovha,+ pane rusununguko.+

  • 1 Timoti 1:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.

  • VaHebheru 11:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokutenda akabva kuIjipiti,+ asi asingatyi kutsamwa kwamambo,+ nokuti akaramba akasimba seaiona Uyo asingaoneki.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe