Johani 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Nokuti Mwari akada+ nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wose anotenda+ maari arege kuparadzwa+ asi ave noupenyu husingaperi.+ 1 Johani 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Neizvi rudo rwaMwari rwakaratidzwa pachena kwatiri,+ kuti Mwari akatuma Mwanakomana wake munyika, iye akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti tiwane upenyu pachishandiswa iye.+
16 “Nokuti Mwari akada+ nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wose anotenda+ maari arege kuparadzwa+ asi ave noupenyu husingaperi.+
9 Neizvi rudo rwaMwari rwakaratidzwa pachena kwatiri,+ kuti Mwari akatuma Mwanakomana wake munyika, iye akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti tiwane upenyu pachishandiswa iye.+