Isaya 8:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Bvunzai mutemo nechipupuriro!+ Chokwadi ivo vacharamba vachitaura maererano nemashoko aya+ asingazovi nechiedza chemambakwedza.+ Ruka 11:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 “Mune nhamo imi munoziva Mutemo kwazvo, nokuti makabvisa kiyi yezivo;+ imi hamuna kupinda, uye makadzivisa vaya vaipinda!”+ Mabasa 17:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ava vakanga vaine pfungwa dzakanaka kupfuura vaya vokuTesaronika, nokuti vakagamuchira shoko nepfungwa dzinoda kwazvo, vachinyatsoongorora+ Magwaro+ zuva nezuva kana zvinhu izvi zvakanga zvakadaro.+ 2 Timoti 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+ 1 Petro 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kubvunzisisa nokunyatsoongorora+ pamusoro pokuponeswa ikoku zvakaitwa nevaprofita avo vakaprofita+ pamusoro pomutsa usina kukodzera kuwanwa wamakaitirwa.+
20 Bvunzai mutemo nechipupuriro!+ Chokwadi ivo vacharamba vachitaura maererano nemashoko aya+ asingazovi nechiedza chemambakwedza.+
52 “Mune nhamo imi munoziva Mutemo kwazvo, nokuti makabvisa kiyi yezivo;+ imi hamuna kupinda, uye makadzivisa vaya vaipinda!”+
11 Zvino ava vakanga vaine pfungwa dzakanaka kupfuura vaya vokuTesaronika, nokuti vakagamuchira shoko nepfungwa dzinoda kwazvo, vachinyatsoongorora+ Magwaro+ zuva nezuva kana zvinhu izvi zvakanga zvakadaro.+
15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+
10 Kubvunzisisa nokunyatsoongorora+ pamusoro pokuponeswa ikoku zvakaitwa nevaprofita avo vakaprofita+ pamusoro pomutsa usina kukodzera kuwanwa wamakaitirwa.+