Johani 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Munhu wose anonwa mvura yandichamupa haazombovizve nenyota,+ asi mvura yandichamupa ichava maari tsime remvura+ inotubuka kuti ipe upenyu husingaperi.”+ Johani 7:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvino pazuva rokupedzisira, zuva guru romutambo,+ Jesu akanga amire uye akashevedzera, achiti: “Kana munhu aine nyota,+ ngaauye kwandiri anwe. Zvakazarurwa 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+
14 Munhu wose anonwa mvura yandichamupa haazombovizve nenyota,+ asi mvura yandichamupa ichava maari tsime remvura+ inotubuka kuti ipe upenyu husingaperi.”+
37 Zvino pazuva rokupedzisira, zuva guru romutambo,+ Jesu akanga amire uye akashevedzera, achiti: “Kana munhu aine nyota,+ ngaauye kwandiri anwe.
17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+