RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 12:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Zvino iwe, enda kusvikira kumugumo;+ uye uchazorora,+ asi uchazomukira mugove wako pachapera mazuva acho.”+

  • Johani 11:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Marita akati kwaari: “Ndinoziva kuti achamuka pakumuka+ pazuva rokupedzisira.”

  • Mabasa 17:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.”

  • 1 VaTesaronika 4:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+

  • Zvakazarurwa 20:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndakaona vakafa, vakuru nevaduku,+ vamire pamberi pechigaro choumambo, uye mipumburu yakavhurwa. Asi mumwe mupumburu wakavhurwa; ndiwo mupumburu woupenyu.+ Vakafa vakatongwa nezvinhu zviya zvakanga zvakanyorwa mumipumburu maererano nemabasa avo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe