37 Naizvozvo Pirato akati kwaari: “Saka, uri mambo here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kutaura kuti ndiri mambo.+ Izvi ndizvo zvandakaberekerwa, uye ndizvo zvandakauyira munyika, kuti ndipupurire chokwadi.+ Munhu wose ari kurutivi rwechokwadi+ anoteerera inzwi rangu.”+