1 VaKorinde 15:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Zvakatonyorwa kuti: “Munhu wokutanga Adhamu akava mweya mupenyu.”+ Adhamu wokupedzisira akava mudzimu+ unopa upenyu.+ 2 VaKorinde 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uyo chokwadi akaita kuti tive vanonyatsokwanisa kuti tive vashumiri vesungano+ itsva yomudzimu,+ kwete yebumbiro remitemo rakanyorwa;+ nokuti bumbiro remitemo rakanyorwa rinotongera+ kufa, asi mudzimu unoraramisa.+ VaGaratiya 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti anodyara nokuda kwenyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake,+ asi anodyara nokuda kwomudzimu+ achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamudzimu.+
45 Zvakatonyorwa kuti: “Munhu wokutanga Adhamu akava mweya mupenyu.”+ Adhamu wokupedzisira akava mudzimu+ unopa upenyu.+
6 uyo chokwadi akaita kuti tive vanonyatsokwanisa kuti tive vashumiri vesungano+ itsva yomudzimu,+ kwete yebumbiro remitemo rakanyorwa;+ nokuti bumbiro remitemo rakanyorwa rinotongera+ kufa, asi mudzimu unoraramisa.+
8 nokuti anodyara nokuda kwenyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake,+ asi anodyara nokuda kwomudzimu+ achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamudzimu.+