Dheuteronomi 8:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo akakuninipisa, akakurega uchinzwa nzara,+ akakudyisa mana,+ yawakanga usina kuziva iwe kana madzibaba ako; kuti aite kuti uzive kuti munhu haararami nechingwa chete, asi kuti munhu anorarama nemashoko ose omumuromo maJehovha.+ Pisarema 119:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Uku ndiko kunyaradzwa kwangu mukutambudzika kwangu,+Nokuti zvamakataura zvakandichengetedza ndiri mupenyu.+ Mateu 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi achipindura, iye akati: “Zvakanyorwa kuti, ‘Munhu haangararami nechingwa chete, asi nemashoko ose anobuda mumuromo maJehovha.’”+ VaFiripi 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 muchiramba makabatisisa shoko roupenyu,+ kuti ndive nechikonzero chokupembera nomufaro pazuva raKristu,+ kuti handina kumhanyira pasina kana kushanda zvakaoma pasina.+
3 Naizvozvo akakuninipisa, akakurega uchinzwa nzara,+ akakudyisa mana,+ yawakanga usina kuziva iwe kana madzibaba ako; kuti aite kuti uzive kuti munhu haararami nechingwa chete, asi kuti munhu anorarama nemashoko ose omumuromo maJehovha.+
50 Uku ndiko kunyaradzwa kwangu mukutambudzika kwangu,+Nokuti zvamakataura zvakandichengetedza ndiri mupenyu.+
4 Asi achipindura, iye akati: “Zvakanyorwa kuti, ‘Munhu haangararami nechingwa chete, asi nemashoko ose anobuda mumuromo maJehovha.’”+
16 muchiramba makabatisisa shoko roupenyu,+ kuti ndive nechikonzero chokupembera nomufaro pazuva raKristu,+ kuti handina kumhanyira pasina kana kushanda zvakaoma pasina.+