RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 33:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Iye akatiwo: “Haukwanisi kuona chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona akararama.”+

  • Johani 6:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Hakusi kuti pane munhu akaona Baba,+ kunze kwouya anobva kuna Mwari; iyeyu ndiye akaona Baba.+

  • 1 Johani 4:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo.+ Kana tikaramba tichidanana, Mwari anoramba ari matiri uye rudo rwake runoitwa kuti rukwane matiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe