Mateu 11:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvinhu zvose zvakaiswa kwandiri naBaba vangu,+ uye hapana munhu anonyatsoziva Mwanakomana kunze kwaBaba,+ uyewo hapana munhu anonyatsoziva Baba kunze kwoMwanakomana uye munhu wose uyo Mwanakomana anoda kumuzivisa.+ Ruka 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvinhu zvose zvakaiswa+ kwandiri naBaba vangu, kuti Mwanakomana ndiani hapana anoziva kunze kwaBaba;+ uye kuti Baba ndiani, hapana anoziva kunze kwoMwanakomana,+ uye munhu uyo Mwanakomana anenge ada kuzarurira.” 1 Johani 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vadiwa, zvino tiri vana vaMwari,+ asi zvatichazova hazvisati zvaratidzwa pachena.+ Tinoziva kuti chero panguva ipi zvayo yaachazoratidzwa pachena+ tichafanana naye,+ nokuti tichamuona sezvaakaita.+
27 Zvinhu zvose zvakaiswa kwandiri naBaba vangu,+ uye hapana munhu anonyatsoziva Mwanakomana kunze kwaBaba,+ uyewo hapana munhu anonyatsoziva Baba kunze kwoMwanakomana uye munhu wose uyo Mwanakomana anoda kumuzivisa.+
22 Zvinhu zvose zvakaiswa+ kwandiri naBaba vangu, kuti Mwanakomana ndiani hapana anoziva kunze kwaBaba;+ uye kuti Baba ndiani, hapana anoziva kunze kwoMwanakomana,+ uye munhu uyo Mwanakomana anenge ada kuzarurira.”
2 Vadiwa, zvino tiri vana vaMwari,+ asi zvatichazova hazvisati zvaratidzwa pachena.+ Tinoziva kuti chero panguva ipi zvayo yaachazoratidzwa pachena+ tichafanana naye,+ nokuti tichamuona sezvaakaita.+