Eksodho 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino Mosesi akauya, akarondedzera kuvanhu mashoko ose aJehovha nezvose zvaakatonga,+ vanhu vose vakapindura nenzwi rimwe chete, vakati: “Tinoda kuita mashoko ose ataurwa naJehovha.”+ Dheuteronomi 33:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 (Mosesi akatipa mutemo somurayiro,+Nhaka yeungano yaJakobho.)+ Mabasa 7:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei. VaGaratiya 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+
3 Zvino Mosesi akauya, akarondedzera kuvanhu mashoko ose aJehovha nezvose zvaakatonga,+ vanhu vose vakapindura nenzwi rimwe chete, vakati: “Tinoda kuita mashoko ose ataurwa naJehovha.”+
38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei.
19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+