Genesisi 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iyi ndiyo sungano yangu yamuchachengeta, iri pakati pangu nemi, kunyange nevana vako vanokutevera:+ Vanhurume venyu vose vanofanira kudzingiswa.+ Genesisi 21:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Abrahamu akadzingisa Isaka mwanakomana wake paakanga ava nemazuva masere, sezvaakanga arayirwa naMwari.+ VaRoma 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akagamuchira chiratidzo,+ iko kudzingiswa, sechisimbiso chokururama nokutenda kwaaiva nako paakanga asati adzingiswa, kuti ave baba+ vevaya vose vanotenda+ vasati vadzingiswa, kuti vaonekwe sevakarurama; VaFiripi 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 ndakadzingiswa pazuva rechisere,+ ndiri worudzi rwemhuri yaIsraeri, wedzinza raBhenjamini,+ muHebheru akaberekwa nevaHebheru;+ kana toreva nezvomutemo, ndiri muFarisi;+
10 Iyi ndiyo sungano yangu yamuchachengeta, iri pakati pangu nemi, kunyange nevana vako vanokutevera:+ Vanhurume venyu vose vanofanira kudzingiswa.+
4 Abrahamu akadzingisa Isaka mwanakomana wake paakanga ava nemazuva masere, sezvaakanga arayirwa naMwari.+
11 Akagamuchira chiratidzo,+ iko kudzingiswa, sechisimbiso chokururama nokutenda kwaaiva nako paakanga asati adzingiswa, kuti ave baba+ vevaya vose vanotenda+ vasati vadzingiswa, kuti vaonekwe sevakarurama;
5 ndakadzingiswa pazuva rechisere,+ ndiri worudzi rwemhuri yaIsraeri, wedzinza raBhenjamini,+ muHebheru akaberekwa nevaHebheru;+ kana toreva nezvomutemo, ndiri muFarisi;+