Johani 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvisinei, paaiva muJerusarema papaseka, pamutambo+ wayo, vanhu vazhinji vakatenda muzita rake,+ vachiona zviratidzo zvake zvaakanga achiita.+ Johani 8:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Sezvaaitaura zvinhu izvi, vazhinji vakatenda maari.+ Johani 10:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Vazhinji vakatenda maari ipapo.+ Johani 11:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Naizvozvo vazhinji vevaJudha vakanga vauya kuna Mariya uye vakaona zvaakaita vakatenda maari;+
23 Zvisinei, paaiva muJerusarema papaseka, pamutambo+ wayo, vanhu vazhinji vakatenda muzita rake,+ vachiona zviratidzo zvake zvaakanga achiita.+