Johani 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo vamwe vevaFarisi vakatanga kuti: “Uyu haasi munhu anobva kuna Mwari, nokuti haachengeti Sabata.”+ Vamwe vakatanga kuti: “Munhu mutadzi angagona sei kuita zviratidzo+ zvorudzi irworwo?” Naizvozvo pakava nokupesana+ pakati pavo. Johani 10:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kupesana+ kwakavapozve pakati pevaJudha nokuda kwemashoko aya.
16 Naizvozvo vamwe vevaFarisi vakatanga kuti: “Uyu haasi munhu anobva kuna Mwari, nokuti haachengeti Sabata.”+ Vamwe vakatanga kuti: “Munhu mutadzi angagona sei kuita zviratidzo+ zvorudzi irworwo?” Naizvozvo pakava nokupesana+ pakati pavo.