Isaya 40:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+ Mateu 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’” Ruka 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Uyewo, achaenda pamberi pake nomudzimu nesimba zvaEriya,+ kuti adzorere mwoyo+ yavanababa kuvana nevasingateereri kuuchenjeri hunobatsira hwevakarurama, kuti agadzirire Jehovha+ vanhu vakagadzirirwa.”+ Ruka 1:76 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 76 Asi kana uri iwe, mwana muduku, uchanzi muprofita weWokumusorosoro, nokuti uchafanotungamira pamberi paJehovha kuti ugadzirire nzira dzake,+ Ruka 7:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Uyu ndiye akanyorwa nezvake kuti, ‘Tarirai! ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako,+ iyo ichafanokugadzirira nzira yako.’+ Johani 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Imi munondipupurira kuti ndakati, handisi Kristu,+ asi, ndakatumwa pamberi paiyeye.+
3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+
3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’”
17 Uyewo, achaenda pamberi pake nomudzimu nesimba zvaEriya,+ kuti adzorere mwoyo+ yavanababa kuvana nevasingateereri kuuchenjeri hunobatsira hwevakarurama, kuti agadzirire Jehovha+ vanhu vakagadzirirwa.”+
76 Asi kana uri iwe, mwana muduku, uchanzi muprofita weWokumusorosoro, nokuti uchafanotungamira pamberi paJehovha kuti ugadzirire nzira dzake,+
27 Uyu ndiye akanyorwa nezvake kuti, ‘Tarirai! ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako,+ iyo ichafanokugadzirira nzira yako.’+