Mateu 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Jesu akatungamirirwa nomudzimu kuti apinde murenje+ kunoedzwa+ naDhiyabhorosi. Mateu 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye muvengi akaadyara ndiDhiyabhorosi.+ Kukohwa+ kuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho,+ uye vakohwi ingirozi. 1 Petro 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Svinurirai, rindai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaka kudya mumwe munhu.+ Zvakazarurwa 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.
39 uye muvengi akaadyara ndiDhiyabhorosi.+ Kukohwa+ kuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho,+ uye vakohwi ingirozi.
8 Svinurirai, rindai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaka kudya mumwe munhu.+
9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.