Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Mateu 12:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Vana venyoka,+ munogona sei kutaura zvinhu zvakanaka, asi imi makaipa?+ Nokuti muromo unotaura zvinobva pazvizhinji zviri mumwoyo.+ Mabasa 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 akati: “Haiwa iwe munhu azere nokubiridzira kwemarudzi ose nounyengeri hwemarudzi ose, iwe mwanakomana waDhiyabhorosi,+ iwe muvengi wezvinhu zvose zvakarurama, haungaregi here kukanganisa nzira dzakarurama dzaJehovha?
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
34 Vana venyoka,+ munogona sei kutaura zvinhu zvakanaka, asi imi makaipa?+ Nokuti muromo unotaura zvinobva pazvizhinji zviri mumwoyo.+
10 akati: “Haiwa iwe munhu azere nokubiridzira kwemarudzi ose nounyengeri hwemarudzi ose, iwe mwanakomana waDhiyabhorosi,+ iwe muvengi wezvinhu zvose zvakarurama, haungaregi here kukanganisa nzira dzakarurama dzaJehovha?