Genesisi 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nyoka ikati kumukadzi: “Chokwadi hamungafi.+ 2 VaKorinde 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ndinotya kuti zvimwe, sokunyengedzwa kwakaitwa Evha+ nenyoka nemanomano ayo, pfungwa dzenyu dzingashatiswa+ dzikabva pakutendeseka nokuchena zvakakodzera Kristu.+ Zvakazarurwa 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.
3 Asi ndinotya kuti zvimwe, sokunyengedzwa kwakaitwa Evha+ nenyoka nemanomano ayo, pfungwa dzenyu dzingashatiswa+ dzikabva pakutendeseka nokuchena zvakakodzera Kristu.+
9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.