Eksodho 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Taurai neungano yose yevaIsraeri, muchiti, ‘Pazuva rechigumi romwedzi uno mumwe nomumwe anofanira kutora gwai+ nokuda kweimba yemadzitateguru, imba imwe neimwe ive negwai rayo. Isaya 53:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akamanikidzwa kwazvo,+ uye akabvuma kutambudzwa;+ asi iye aisashama muromo wake. Akaunzwa kuzourayiwa sezvinoitwa gwai;+ uye iyewo aisashama muromo wake senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo.+ 1 VaKorinde 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Bvisai mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva,+ zvamusina kuvira. Nokuti, chokwadi, Kristu+ paseka+ yedu, akabayirwa.+ 1 Petro 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+ Zvakazarurwa 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakaona gwayana+ rimire pedyo nechigaro choumambo+ pakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ sokunge kuti rakanga raurayiwa,+ riine nyanga nomwe nemaziso manomwe, maziso anomirira midzimu minomwe+ yaMwari yakatumirwa munyika yose.
3 Taurai neungano yose yevaIsraeri, muchiti, ‘Pazuva rechigumi romwedzi uno mumwe nomumwe anofanira kutora gwai+ nokuda kweimba yemadzitateguru, imba imwe neimwe ive negwai rayo.
7 Akamanikidzwa kwazvo,+ uye akabvuma kutambudzwa;+ asi iye aisashama muromo wake. Akaunzwa kuzourayiwa sezvinoitwa gwai;+ uye iyewo aisashama muromo wake senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo.+
7 Bvisai mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva,+ zvamusina kuvira. Nokuti, chokwadi, Kristu+ paseka+ yedu, akabayirwa.+
6 Ndakaona gwayana+ rimire pedyo nechigaro choumambo+ pakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ sokunge kuti rakanga raurayiwa,+ riine nyanga nomwe nemaziso manomwe, maziso anomirira midzimu minomwe+ yaMwari yakatumirwa munyika yose.