RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 13:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti chokwadi ndinoti kwamuri, Vaprofita+ vazhinji nevanhu vakarurama vaida kuona zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona,+ uye kunzwa zvinhu zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.+

  • VaHebheru 11:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+

  • 1 Petro 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vakaramba vachitsvaka kuti mwaka+ upi chaiwo kana kuti mwaka worudzii wakanga uchiratidzwa nomudzimu+ waiva mavari pamusoro paKristu+ pawakanga uchifanopupura pamusoro pokutambura kuzhinji kwaKristu+ uye pamusoro pokukudzwa+ kwaizotevera izvi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe