RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+

  • 1 VaKorinde 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Nokuti pazvinhu zvokutanga ndakakugamuchidzai zviya zvandakagamuchirawo,+ kuti Kristu akafira zvivi zvedu maererano neMagwaro;+

  • VaHebheru 9:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+

  • 1 Petro 2:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+

  • 1 Johani 3:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Munozivawo kuti Jesu akaratidzwa pachena kuti abvise zvivi zvedu,+ uye maari hamuna chivi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe