Johani 6:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka chichibva kudenga; kana munhu akadya chingwa ichi achararama nokusingaperi; uye, chokwadi, chingwa chandichapa inyama+ yangu nokuda kwoupenyu hwenyika.”+ 1 Johani 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu+ chete asiwo zvenyika yose.+ 1 Johani 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Uyewo, isu takaona+ uye tiri kupupurira+ kuti Baba vakatuma Mwanakomana wavo kuti ave Muponesi wenyika.+
51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka chichibva kudenga; kana munhu akadya chingwa ichi achararama nokusingaperi; uye, chokwadi, chingwa chandichapa inyama+ yangu nokuda kwoupenyu hwenyika.”+
14 Uyewo, isu takaona+ uye tiri kupupurira+ kuti Baba vakatuma Mwanakomana wavo kuti ave Muponesi wenyika.+