Johani 2:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Putsai temberi iyi,+ uye ndichaimisa mumazuva matatu.” Mabasa 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi Mwari akamumutsa+ nokusunungura kurwadza kworufu,+ nokuti zvakanga zvisingabviri kuti iye arambe akabatwa zvakasimba narwo.+
24 Asi Mwari akamumutsa+ nokusunungura kurwadza kworufu,+ nokuti zvakanga zvisingabviri kuti iye arambe akabatwa zvakasimba narwo.+