Mateu 24:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Naizvozvo, pamunoona chinhu chinonyangadza+ chinokonzera kuparadzwa, chakataurwa nezvacho pachishandiswa muprofita Dhanieri, chimire panzvimbo tsvene,+ (anoverenga ngaashandise ungwaru,) Mabasa 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vakaunza zvapupu zvenhema,+ izvo zvakati: “Munhu uyu haaregi kutaura zvinhu zvinozvidza nzvimbo ino tsvene uye zvinozvidza Mutemo.+
15 “Naizvozvo, pamunoona chinhu chinonyangadza+ chinokonzera kuparadzwa, chakataurwa nezvacho pachishandiswa muprofita Dhanieri, chimire panzvimbo tsvene,+ (anoverenga ngaashandise ungwaru,)
13 Vakaunza zvapupu zvenhema,+ izvo zvakati: “Munhu uyu haaregi kutaura zvinhu zvinozvidza nzvimbo ino tsvene uye zvinozvidza Mutemo.+