Ruka 10:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Asi, Marita akatsauswa+ nokuita mabasa mazhinji. Naizvozvo, akaswedera pedyo, akati: “Ishe, hamuna hanya here kuti munun’una wangu andisiya ndiri ndoga kuti ndiite zvinhu izvi?+ Naizvozvo, muudzei kuti andibatsire.”
40 Asi, Marita akatsauswa+ nokuita mabasa mazhinji. Naizvozvo, akaswedera pedyo, akati: “Ishe, hamuna hanya here kuti munun’una wangu andisiya ndiri ndoga kuti ndiite zvinhu izvi?+ Naizvozvo, muudzei kuti andibatsire.”