Johani 14:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Handichataurizve zvizhinji nemi, nokuti mutongi+ wenyika ari kuuya. Asi haana simba pandiri,+ Johani 16:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 uyewo pamusoro pokutonga,+ nokuti mutongi wenyika ino atongwa.+ Mabasa 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’ 2 VaKorinde 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 kune vasingatendi,+ vaya vakapofumadzwa pfungwa namwari wemamiriro ezvinhu epanguva ino,+ kuti varege kupenyerwa+ nokuvhenekera+ kwemashoko akanaka anokudzwa+ ane chokuita naKristu, uyo ari mufananidzo+ waMwari. VaEfeso 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 mamakambofamba maererano nemamiriro+ ezvinhu enyika ino, maererano nomutongi+ wesimba remhepo, iwo mafungiro+ anoshanda zvino muvanakomana vasingateereri.+ 1 Johani 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Tinoziva kuti tinobva kuna Mwari,+ asi nyika yose iri musimba reakaipa.+
18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’
4 kune vasingatendi,+ vaya vakapofumadzwa pfungwa namwari wemamiriro ezvinhu epanguva ino,+ kuti varege kupenyerwa+ nokuvhenekera+ kwemashoko akanaka anokudzwa+ ane chokuita naKristu, uyo ari mufananidzo+ waMwari.
2 mamakambofamba maererano nemamiriro+ ezvinhu enyika ino, maererano nomutongi+ wesimba remhepo, iwo mafungiro+ anoshanda zvino muvanakomana vasingateereri.+