Johani 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa. Johani 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.” Johani 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chero bedzi ndiri munyika, ndiri chiedza chenyika.”+
19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa.
12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”