Johani 6:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Nokuti izvi ndizvo zvinodiwa naBaba vangu, kuti munhu wose anoona Mwanakomana otenda maari ave noupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.”+ Johani 17:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 zvamakamupa simba pamusoro pevanhu vose,+ kuti, pamusoro pavose vamakamupa,+ avape upenyu husingaperi.+
40 Nokuti izvi ndizvo zvinodiwa naBaba vangu, kuti munhu wose anoona Mwanakomana otenda maari ave noupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.”+
2 zvamakamupa simba pamusoro pevanhu vose,+ kuti, pamusoro pavose vamakamupa,+ avape upenyu husingaperi.+