Johani 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Baba zvavakandida+ ini ndikakudai, rambai muri murudo rwangu. VaEfeso 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 uye rambai muchifamba murudo,+ saKristu akakudaiwo,+ akazvipa nokuda kwenyu sechinopiwa uye sechibayiro+ kuna Mwari kuti ave kunhuhwirira kwakanaka.+
2 uye rambai muchifamba murudo,+ saKristu akakudaiwo,+ akazvipa nokuda kwenyu sechinopiwa uye sechibayiro+ kuna Mwari kuti ave kunhuhwirira kwakanaka.+