Revhitiko 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera vanakomana vevanhu vokwako mafi;+ ida wokwako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha. Johani 15:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyu ndiwo murayiro wangu, kuti mudanane sokuda kwandakakuitai.+ 1 VaTesaronika 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvisinei, kana kuri kudanana sehama,+ hatifaniri hedu kuti tikunyorerei, nokuti imi munodzidziswa naMwari+ kuti mudanane;+ Jakobho 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino, kana imi muchichengeta mutemo wamambo+ maererano norugwaro runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka kwazvo. 1 Petro 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino zvamakanatsa+ mweya yenyu nokuteerera kwenyu chokwadi zvichiguma nokudanana kwenyu kwazvo sehama kusina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+ 1 Johani 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Tinoziva kuti takabva murufu tikapinda muupenyu,+ nokuti tinoda hama.+ Uyo asingadi hama yake anoramba ari murufu.+
18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera vanakomana vevanhu vokwako mafi;+ ida wokwako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.
9 Zvisinei, kana kuri kudanana sehama,+ hatifaniri hedu kuti tikunyorerei, nokuti imi munodzidziswa naMwari+ kuti mudanane;+
8 Zvino, kana imi muchichengeta mutemo wamambo+ maererano norugwaro runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka kwazvo.
22 Zvino zvamakanatsa+ mweya yenyu nokuteerera kwenyu chokwadi zvichiguma nokudanana kwenyu kwazvo sehama kusina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+
14 Tinoziva kuti takabva murufu tikapinda muupenyu,+ nokuti tinoda hama.+ Uyo asingadi hama yake anoramba ari murufu.+