Johani 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndini suo;+ munhu wose anopinda nepandiri achaponeswa, achapinda nokubuda uye achawana mafuro.+ VaRoma 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 watakapindawo+ naye nokutenda muuyu mutsa usina kukodzera kuwanwa watimire mauri zvino; uye ngatipemberei nomufaro, takavakira patariro+ yokubwinya kwaMwari. VaEfeso 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 nokuti naye isu, vanhu vose,+ tinosvika+ kuna Baba nomudzimu mumwe.+ VaHebheru 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 yaakakumikidza nokuda kwedu senzira itsva uye mhenyu inopinda nepaketeni,+ iro riri nyama yake,+
2 watakapindawo+ naye nokutenda muuyu mutsa usina kukodzera kuwanwa watimire mauri zvino; uye ngatipemberei nomufaro, takavakira patariro+ yokubwinya kwaMwari.