Johani 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mosesi,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nechokwadi+ zvakavapo pachishandiswa Jesu Kristu. VaRoma 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti ndinotaura kuti Kristu chokwadi akava mushumiri+ wevaya vakadzingiswa+ nokuda kwouchokwadi hwaMwari,+ kuti asimbise zvipikirwa+ zvakaitwa naMwari kumadzitateguru avo, VaEfeso 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 chokwadi, chero bedzi makamunzwa uye makadzidziswa naye,+ chokwadi+ zvachiri muna Jesu, VaKorose 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti zvinhu izvozvo mumvuri+ wezvinhu zvichauya, asi chinhu chacho chaicho+ ndechaKristu.+
17 Nokuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mosesi,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nechokwadi+ zvakavapo pachishandiswa Jesu Kristu.
8 Nokuti ndinotaura kuti Kristu chokwadi akava mushumiri+ wevaya vakadzingiswa+ nokuda kwouchokwadi hwaMwari,+ kuti asimbise zvipikirwa+ zvakaitwa naMwari kumadzitateguru avo,