RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 pachishandiswa iye hwaiva upenyu,+ uye upenyu hwakanga huri chiedza+ chevanhu.

  • Johani 6:63
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 63 Mudzimu ndiwo unopa upenyu;+ nyama haina kana zvainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndeomudzimu+ uye anopa upenyu.+

  • Johani 17:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Kuti vawane upenyu husingaperi,+ vanofanira kuramba vachiwana zivo+ pamusoro penyu, imi Mwari wechokwadi chete,+ uye pamusoro pouya wamakatuma, iye Jesu Kristu.+

  • VaRoma 6:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Nokuti mubayiro wechivi ndirwo rufu,+ asi chipo+ chinopiwa naMwari achishandisa Kristu Jesu Ishe+ wedu ndihwo upenyu husingaperi.+

  • Zvakazarurwa 2:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe